Mazita Anovamba naNyaku-

Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Nyaku-. Vamwe vatauri vanoti Nyaku- uyu anotaurwa achireva kuti munhu ane zita anoita zvakadomwa zvichitevedza Nyaku-.

Mazita chinjirudza

Nyakudirwa; Nyakudya; Nyakudziwanza; Nyakuzviwanza; Nyakuenda; Nyakunika; Nyakujara; Nyakunenga; Nyakurerwa; Nyakutya, Nyakuviruka.