Nyakujara izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rutendo Nyakujara; Herbert Nyakujara; Chipo Nyakujara; Clare Nyakujara.
  • Mazwi ari pedyo: Nyamujara.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.