Mazita Anovamba naNyama-

Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Nyama-. Pano apa nyama- anotaurwa achireva kuti munhu ari kurehwa ndiye mwene wezvinhu kana tsika yakadomwa ichitevedza Nyama-.


Mazita chinjirudza

Nyamadzawo; Nyamatanda; Nyamakope; Nyamapanda; Nyamapfeni; Nyamarebvu; Nyamaropa; Nyamaruru; Nyamatikiti; Nyamasve; Nyamahobogo; Nyamazana; Nyamauya.

Mamwe Mazita chinjirudza

Nyamayaro; Nyambabvu