Nyamaruru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Nyamaruru; Tom Nyamaruru; Marcella Nyamaruru; Eunice Nyamaruru.
  • Mazwi ari pedyo: Nemaruru sezita; Maruru sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:

  • Digo vanoti maruru (hasty, hastily) kureva kuchimbidzika.VaWabo vanoti maruru (hurry, impatience) kureva kuchimbidzika.
  • Herero vanoti omaruru kana ombiira (beer) kureva hwahwa. Mamwe mazwi: ruru (bitter) kureva zvinovava. Omeva omaruru (bitter water- used for beer).
  • VaFwe vanoti ku-rura (v. to be bitter). Mamwe mazwi: bururu (n. bitterness) kureva kuvava. VaGungu vanoti kilulu (adj. adj. bitter or sour tasting).
  • VaWanga vanoti omalulu (fierce; brave; strong; powerful; troublesome; fierce; dangerous; bitter; sour; hot). Kimbundu inoti kulurisa (v. to salt; add salt) kuisa munyu.