Maruru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Judy Maruru; Andrew Maruru; Martha Maruru; Simon Maruru.
  • Mazwi ari pedyo: Nemaruru sezita; Nyamaruru.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:

  • VaDigo vanoti maruru (hasty, hastily) kureva kuchimbidzika.VaWabo vanoti maruru (hurry, impatience) kureva kuchimbidzika.
  • Herero inoti omaruru kana ombiira (beer) kureva hwahwa. Mamwe mazwi: ruru (bitter) kureva zvinovava.
  • VaGungu vanoti kilulu (adj. adj. bitter or sour tasting). Herero Omeva omaruru (bitter water- used for beer).
  • VaFwe vanoti ku-rura (v. to be bitter). Mamwe mazwi: bururu (n. bitterness) kureva kuvava.
  • Kimbundu inoti kulurisa (v. to salt; add salt) kuisa munyu. Luganda vanoti amalule (n. sourness; rancidity) kureva kuvava.
  • VaWanga vanoti omalulu (fierce; brave; strong; powerful; troublesome; fierce; dangerous; bitter; sour; hot).
  • VaZigula vanoti lulu kana malulu (n. sapphire) vachireva mhando yedombo rinoyevedza.