Maziwisa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chenjerai Maziwisa, Psychology Maziwisa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti isiwisa kana iziwisa (n. Good snuff ; good beer).
  • MaZulu vanoti isiwisa kana iziwisa (n. 2. Hail).
  • MaZulu vanoti isiwisa kana iziwisa (n. 3. Medicinal charm to keep hail from the gardens).