Mbalazi izita remhuri rinowanikwa muTanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chikonde Mbalazi; Samuel Mbalazi, Chrispin Mbalazi, Moses Mbalazi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula inoti mbalazi (n. peas). Mamwe mazwi: mibalazi kana mbalazi pakuwanda (pea plants).