Mbambala izita remhuri rinowanikwa muZambia, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Rudzani Mbambala; Rofhiwa Mbambala; Mirriam Mbambala; Esther Mbambala.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti mbambala (n. old-fashioned term meaning disciple, apprentice, servant).