Mbangala izita remhuri rinowanikwa muTanzania, Malawi neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Tionge Mbangala; Tricha Mbangala; Gabrielle Mbangala; Dalitsoh Mbangala.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Bushong inoti mbangala (n. zebra) kureva mbizi. Bushong inoti mbangala (n. switch, withe).
  • Bushong inoti mbangala (n. an outsider; stranger; one who is not a member of tribe, immigrant).
  • Bushong inoti mbangala (n. a new field in the forest).