Mbemba izita remhuri rinowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Liana Mbemba; Evodie Mbemba; Benedicte Mbemba.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti Mbemba (n. layer).
  • VaVenda vanoti luvhemba (n. layer).