Mbenge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Botswana neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Ann Mbenge; Ludo Mbenge; Oreeletswe Mbenge; Mary Mbenge.
  • beker - mbenge (Small bowl- generally for drinking).

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mahwi.