Mbengo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mbengo ( a scraper for removing perspiration) kureva chipariso chedikita.
  • Mbengo (Hatred) zvichireva ruvengo.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veChewa vanoti mbengo (a small flat iron spoon with a head like a spatula - used for taking snuff).