Mbeni sezita
Mbeni izita remhuri rinowanikwa muDemocratic Republic of the Congo, Tanzania neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Edyson Mbeni; Mosina Mbeni; Caroline Mbeni; Mnakachidwa Mbeni.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.