Mbera izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, Uganda neMalawi.

Vanhu vane zita iri: Alexis Mbera; Njoki Mbera; Lee Mbera; Mbera Ruhahaza.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti mbera kana chipembere (a rhino). VaMbugwe vanoti pera (a rhino) kureva chipembere.
  • Lugungu vanoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood). Luganda vanoti embeera (climate, state, mood).
  • VaChewa vanoti mbera (cowries; also applied to species of large bead).
  • Taita neVaShambala vanoti mbela (rhinoceros) vachireva chipembere.