Mbera izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, Uganda neMalawi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Yao inoti mbera kana chipembere (a rhino). VaMbugwe vanoti pera (a rhino) kureva chipembere.
  • Lugungu inoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood). Luganda vanoti embeera (climate, state, mood).
  • Lugwere inoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood).
  • Chewa inoti mbera (cowries; also applied to species of large bead). Taita Shambala vanoti mbela (rhinoceros) kureva chipembere.