Mbela izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neSenegal.

  • Vanhu vane zita iri: Amina Mbela; Valerie Mbela; Juliana Mbela; Blandine Mbela; Mbela Chibomba.
  • Mazita ari pedyo: Mbera sezita; Mbeera sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Yao inoti mbera kana chipembere (a rhino). VaMbugwe vanoti pera (a rhino) kureva chipembere.
  • Lugungu inoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood). Luganda vanoti embeera (climate, state, mood).
  • Lugwere inoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood).
  • Chewa inoti mbera (cowries; also applied to species of large bead). Taita Shambala vanoti mbela (rhinoceros) kureva chipembere.
  • Bushong inoti mbela (n. stack, pile, handful, armful). Bushong inoti mbela (n. sick person; paralyzed person).