Mbingi sezita
Mbingi izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Tanzania neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Joy Mbingi; Patrick Mbingi; Jerry Mbingi; Dan Mbingi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti ombingi kana ocimbungu (n. wolf).