Mbira yeMimhanzi

Mbira imhando yechiridzwa chakaita sezviri pamufananidzo uyo.

Mbira inoridzwa muZimbabwe

Mamwe MazwiEdit

  • Njari (small mbira on board).
  • Gwariva kana magwariva (Piece of wood onto which keys of mbira are fastened).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWanga vanoti olupao (board, anything made from a board) kureva bhodhi.