Mbocho izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Simbarashe Mbocho; Jean Mbocho; Prisca Mbocho; Zione Mbocho.
  • Mbocho (n. ram) igotora rembudzi kureva mukono wembudzi usina kuchekwa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti mbocho (n. beans).