Mbote izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Kennedy Mbote; Nyambura Mbote; Primus Mbote; Humberto Mbote.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu inoti mbote (adj. excellent; fine) kureva zvinoita mukaka waiswa lemoni.