Mbunje izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Asanda Mbunje; Patrick Mbunje; Thenjiwe Mbunje; Buhle Mbunje.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Umbundu inoti mbunje (n. ball, sphere). Fananidzai nokuti mbonje?