Mbuto izita revanhu rinowanikwa kuKenya, South Africa, Cameroon, Malawi, neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Ngulu Mbuto; Fuzile Mbuto; Liviton Mbuto; Annitah Mbuto.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Taabwa vanoti mbuto (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: kubuta (v. reserve seeds for sowing; give birth; be white).
  • Bwile vanoti mbuto (n. seed) kureva mbeu. Mbukushu inoti mbuto (n. seed, semen) kureva mbeu.
  • Uyo Ibibio inoti uto (n. kind, sort, type, method).
  • Senga inoti mbuto (n. seed) kureva mbeu.