Menyani sezita
Menyani izita remhuri rinowanikwa kuZambia; Malawi neZimbabwe .
- Vanhu vane zita iri: Tamandani Menyani; Sandra Menyani; Menyani Ngoma; Simon Menyani.
- VaChewa vanoti kumenya (to beat up) vachireva kurova.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.