Mhanda zvinoreva muti une chiumbwa chakaita sevara "Y". Mhanda inoshandiswa panogadzirwa rhekeni.

Chivakwa chiri panhandare yendege Harare Aiport chine mbiru dzine kuumbwa kwe mhanda.

Bango rine mhanda rakamira rinoshandiswa sembiru kutsigira chivakwa rinonzi bindu.