Mhanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Taona Mhanda; Chengetai Mhanda; Tatenda Mhanda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKagulu vanoti mhanda (n. bean) vachireva mhodzi yebhinzi.
  • VaKagulu vanoti mpanda (n. beans) vachireva bhinzi.

Mamwe Mazita chinjirudza