Mhango
- Mhango yeMuti (hollow in a tree).
- Mhango yeZino (tooth cavity).
- Mhango yeRonda (Deep abscess). Sokuti - Ronda iri imhango: this sore is deep
- Mhango (safe place for storing things) kureva nzvimbo yakanaka yekuchengetera zvinhu.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |