Mhango yeMuti
Mhango mwazi kana mhako (cavity; hollow in a tree; deep recess) zvinoreva buri riri pakati pechiumbwa. Mhango inonyanya kutaurwa kana buri riri diki kana zvichifananidzwa nehurefu kana hwasha hwechiumbwa.
Mitauro yeBantu chinjirudza
- VaSwahili vanoti nvungu kana uvurungu (1. hollowness, vacuum, 2. cavity).