Mhangwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Mhangwa; Tawanda Mhangwa; Ezekiel Mhangwa; Martine Mhangwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lubwisi vanoti kupanga (v. arrange in categories or in order).