Mhora kana kuti ndamo (beeswax) zvinoreva izvo zvakagadzira midende inovakwa nenyuchi kuti dziise huchi hwadzo.