Milangwe izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Milangwe Mwale; Milangwe Sichone; Milangwe Mukenge; Milangwe Matabula.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaBemba vanoti milangwe kana nseko (n. joke).