Mliswa
Mliswa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Brian Mliswa; Faith Mliswa; Alexandra Mliswa; Temba Mliswa aiva nhengo yeZanu-PF.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.