Monyake izita remhuri rinowanikwa muBotswana, South Africa neLesotho.

  • Vanhu vane zita iri: Gosego Monyake; Ketsia Monyake; Matakatso Monyake; Mampe Monyake.
  • Mazwi ari pedo: Munyake sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Herero inoti omunyake (ragged; rough; uneven; poor).
  • Herero inoti ounyake (v. poverty).