Motoroko sezita
Motoroko izita remhuri rinowanikwa muBotswana.
- Vanhu vane zita iri: Mpho Motoroko; Kerapetse Motoroko; Kabelo Motoroko; Flora Motoroko.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Setswana vanoti motoroko (n. Prickly Pear, Cactus Fruit) kureva madhorofiyo.
- Sesotho vanoti torofiye (n. Prickly Pear, Cactus Fruit) kureva madhorofiyo.