Mtambala izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Joyce Mtambala; Veronica Mtambala; Maria Mtambala; Daniela Mtambala.
  • Mazwi ari pedyo: Mutambara sezita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Yao vanoti mtambala (n. a bundle) kureva tsamha kana katundu?.