Mubaya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Wirimai Mubaya; Mutale Mubaya; Jose Mubaya; Mubaya Maendeleo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti mubaya (n. awkward person).
  • VaTonga vanoti mubaya (n. careless person).