Mubira izita remhuri rinowanikwa muDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: George Mubira; Clarice Mubira; Franck Mubira.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaabwa vanoti mubila (n. current of a river) kuyerera kwerwizi.