Mubvuka, mugugudu, muchabobo, mukwendekwende kana munyera (n. Commiphora africana. Poison-grub commiphora) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • IsiNdebele vanoti Iminyela (n. Commiphora africana) kureva mubvuka.
  • VaTonga vanoti Mbwabwa (n. Commiphora africana) kureva muti wemubvuka.
  • Hlengwe vanoti mugugudo (n. Commiphora africana) kureva mubvuka.
  • Sepedi vanoti mogongoro (n. Commiphora africana) kureva mubvuka.

Mapikicha chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza