Muchinanga
Muchinanga (n. Acacia galpinii. Monkey thorn) muti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica, kusanganisira Tanzania Mozambique, Malawi, South Africa neBotswana.
Mitauro yeBantu chinjirudza
- IsiNdebele vanoti Umkhaya (n. Acacia galpinii. Monkey thorn) kureva muti wemunhondo.