Mudzambara kana mudyabveni (Shrub: Olax obtusifolia. 2. Shrub: Carissa edulis) muti unowanikwa muAfrika mumatanhu emadondazuva. Mamwe mazita emuti uyu anonzi munzambara, mumbingwa kana muruguru.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kihehe inoti mufumbi (n. Carissa edulis - a type of shrub).
  • Ndebele inoti umlugulu (n. Carissa spinarum).