Izwi rokuti mudzunguruko wenzira riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi roundabout kuEnglish panda panosangana nzira dzichipinda mudenderedzwa. Kuti tipfupise tinokwanisa kuti pamudzungurukwa kureva pamudzungurukwa wenzira wakare.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Chamudzungururu kureva mutambo unoitwa savana vachitendereka rume ruwoko rwakabata mutikana bango ravanotenderera.
  • Kudzunguruka (to go around as the hand of a clock).

Mitauro yeBantu chinjirudza