Mufandichimuka kana rufandichimuka (n. Myrothamnus flabellifolius. Resurrection bush) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica munyika dzinosanganisira: Angola, Congo, Kinshasa, Kenya, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, Botswana, Namibia, Lesotho and South Africa.

Mufandichimuka
Maruva eMufandichimuka

Kurapa chinjirudza

  • Mashizha netumiti twemufandichimuka zvinofashaidzwa kubika mushnga unonwirwa kurapa chipfuva.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kana mazita emimwe mitauro awanikwa achaiswa pano.

Zvakakochekwa chinjirudza