Mufume izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Joana Mufume; Lourenco Mufume; Marcela Mufume; Constancia Mufume.
  • Kupfuma (to sew) zvinoreva kusona. Mupfumi (tailor; one who sews) munhu anosona.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.