Mufuro sezita
Mufuro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Joseph Mufuro; Norman Mufuro; Mufuro Tomangeri.
- Mamzwi ari pedyo: mafuramhepo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Uyo Ibibio inoti mufuro (n. coolness, shade, shady place, breeze) kureva kutonhorera kana mwando.
- Kikongo inoti fula (v. blow with the breath) vachireva kufuridza.
- Ila inoti fula (v. to blow) kureva kufura.