Shoko rokuti mwando (breeze in English) rinoreva kamhepo kanotonhorera. Mwando unofefedza nokufadza kana muri mumwaka wokupisa asi kana uri mwaka wechando mwando unowedzera kutonhorwa pamunhu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Baila vanoti luwo (n. light breeze) kureva kamwando.