Mugabe izita remhuri munyika yeZimbabwe uye kune dzimwe nyika dzakadai seUganda neRwanda

  • Vanhu vane zita iri: Benias Mugabe; Walter Mugabe; Raymond Mugabe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaRundi vanoti kugabana (to command each other, to share, leader, ruler, captain).
  • Kinande vanoti erigaba (share, divide). Mamwe mazwi: erigabana (v. share with each other, to divide into several, to split).
  • VaRundi vanoti ubugabe (n. authority). VaRundi vanoti umugabo (man, husband). VaRundi vanoti ubugabo (manhood, authority, bossiness).
  • Lubwisi vanoti bughabe (freedom, liberty, rights). Luganda vanoti omugabe (n. captain; commander; general).
  • VaGungu vanoti bugabe (freedom; ability to do or say what you want without anyone stopping you).
  • Lugwere inoti: mugabi kana bagabi (generous person) - munhu akasununguka pakupa. Mamwe mazwi: bugabi (generosity).