Mugawu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veYao vanoti mgao (a cup).
  • VaYao vanoti gawa (to cut, to cut up for dividing). Mamwe mazwi: gawanya (to divide) kana gawikanya (to divide).
  • MaZulu vanoti gawuka (v. Get chopped down. felled). Mamwe mazwi: gawula (v. Fell, chop down, cut down). Sokuti: ukugawula umuthi (to fell a tree) kureva kutema muti.
  • MaZulu vanoti umgawuli kana a6agawuli (n. Wood-cutter) vachireva mutemi wehuni.