Mugonono
Mugonono, mususu-mukuru, mukononomukadzi kana mususu-mukuru (n. Terminalia stenostachya. Rosette Cluster-leaf) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- IsiNdebele vanoti Umangwe (n. Terminalia mollis. Rosette-leaved terminalia) kureva muti wemugonono.