Mugowa, muchanga, mukakanyuro, kana mukombokunono (n. Acacia ataxacantha. Senegalia ataxacantha) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Vamwe vanoti rukato.

Maruva nemashizha ari kubukira
Mashizha nezvivana
Makwati
Rukuni rwakatsemurwa

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • IsiNdebele vanoti Ulutatu, Umbambangwe, Umqaqawe (n. Acacia ataxacantha. Senegalia ataxacantha. Acacia lugardiae) kureva muti wemugowa.

Zvakakochekwa chinjirudza