Dungupi

(runangakatsva kubva kuMuguruzuzu)

Dungupi kana muguruzuzu (Low shrub: Elephantorrhiza suffruticosa) igwenzi rinowanikwa munyika dzeAfrica, kubva kuTanzania kusvika kuZimbabwe neSouth Africa. Gwenzi iri rinokura 1-4m kureba. Mapodzi anokura 28cm kureba

Dungupi

Zvakakochekerwa chinjirudza