Mumbumi
(runangakatsva kubva kuMugwati)
Mumbumi, mudo, mugwati kana mutamba-usiku (n. Strychnos pungens) muti unowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
- IsiNdebele inoti umgwadi (n. Strychnos pungens) kureva mudo.
Mapikicha chinjirudza
-
Makwati -
Mashizha -
Maruva -
Muchero